Psalms 69:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kushiŋgairira imba yenyu kwakandipedza; Nokushoʋora, kwaʋanokushoʋorai, kwakawira pamsoro paŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti kushingairira imba yenyu kwandipedza, uye kutuka kwaavo vanokutukai kunowira pamusoro pangu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti shungu nemba yenyu dzandipedza, vanokushorai vanoshora ini.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kushingairira imba yenyu kwakandipedza; Nokushora, kwavanokushorai kwakawira pamusoro pangu.
Shona 2009?
Nokuti kushingairira imba yenyu kwakandipedza; Nokushora, kwavanokushorai kwakawira pamusoro pangu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kushingairira imba yenyu kwakandipedza; Nokushora, kwavanokushorai kwakawira pamusoro pangu.