Psalms 7:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Wakacera hunza, akaidzikisa, Akawira mugomba raakacera iye.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uyo anochera gomba, akaridzikisa achawira mugomba raachera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anochera hunza, woifonon'ona ozowira mugomba raachera iroro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Akachera hunza, akaidzikisa, Akawira mugomba raakachera iye.
Shona 2009?
Akachera hunza, akaidzikisa, Akawira mugomba raakachera iye.
Shona SUB 2002 Bible
Akachera hunza, akaidzikisa, Akawira mugomba raakachera iye.