Psalms 7:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti arege kubvambura mŋeya waŋgu seshumba, Aubvamburanye, ndicishaiwa unondirwira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kuti varege kundibvambura seshumba nokundibvambura-bvambura pasina anondinunura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vangadaro vakandibvambura-bvambura seshumba vakandizvuzvurudza pasina anondinunura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti arege kubvambura mweya wangu seshumba, Aubvamburanye, ndichishaiwa anondirwira.
Shona 2009?
Kuti arege kubvambura mweya wangu seshumba, aubvamburanye, ndichishaiwa anondirwira.
Shona SUB 2002 Bible
Kuti arege kubvambura mweya wangu seshumba, Aubvamburanye, ndichishaiwa anondirwira.