Psalms 7:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari waŋgu, kana ndiciŋge ndakaita iɀoɀi; Kana ɀakaipa ɀiri’mo mumaʋoko aŋgu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa Jehovha, Mwari wangu, kana ndichinge ndakaita izvi uye ndine mhosva pamaoko angu,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI Mwari wangu kana pane chandakaita, kana ndakabata chakaipa namaoko angu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari wangu, kana ndichinge ndakaita izvozvi; Kana zvakaipa zvirimo mumaoko angu;
Shona 2009?
Jehovha Mwari wangu, kana ndichinge ndakaita izvozvi; Kana zvakaipa zvirimo mumaoko angu;
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari wangu, kana ndichinge ndakaita izvozvi; Kana zvakaipa zvirimo mumaoko angu;