Psalms 7:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndiciŋge ndakaitira ɀakaipa munhu waiʋa noʋukama neni; (Iɀo, ndakarwira waiʋa mudziʋisi waŋgu ndisinemhoȿa;)
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana ndakaita zvakaipa kuno uya akanga ane rugare neni kana kupamba muvengi wangu pasina mhaka,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kana ndakadzorera mumwe wangu nechakaipa kana kupamba mhandu yangu pasina chikonzero,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndichinge ndakaitira zvakaipa munhu aiva noukama neni; (Izvo, ndakarwira waiva mudzivisi wangu asina mhosva;)
Shona 2009?
Kana ndichinge ndakaitira zvakaipa munhu aiva noukama neni; (Izvo, ndakarwira waiva mudzivisi wangu asina mhosva;)
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndichinge ndakaitira zvakaipa munhu aiva noukama neni; (Izvo, ndakarwira waiva mudzivisi wangu asina mhosva;)