Psalms 7:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Simukai Jehova, pakutsamŋa kwenyu, Simukirai hasha dzaʋadziʋisi ʋaŋgu; Mumuke nokuɗa kwaŋgu; ndimi makaraira kuti ɀakarurama ɀiitwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Simukai, imi Jehovha pakutsamwa kwenyu; simukai murwise hasha dzavavengi vangu. Simukai, Mwari wangu; rayirai kururamisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Simukai TENZI nehasha dzenyu; zvisimudzei murwise vavengi vangu vane hasha. Mukai Mwari wangu, ndimi makatema wani kuti pave neruenzaniso.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Simukai Jehovha, pakutsamwa kwenyu, Simukirai hasha dzavadzivisi vangu; Mumuke nokuda kwangu; ndimi makaraira kuti zvakarurama zviitwe.
Shona 2009?
Simukai Jehovha, pakutsamwa kwenyu, Simukirai hasha dzavadzivisi vangu; Mumuke nokuda kwangu; ndimi makaraira kuti zvakarurama zviitwe.
Shona SUB 2002 Bible
Simukai Jehovha, pakutsamwa kwenyu, Simukirai hasha dzavadzivisi vangu; Mumuke nokuda kwangu; ndimi makaraira kuti zvakarurama zviitwe.