Psalms 7:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova unotoŋga ndudzi dzaʋanhu; Nditoŋgei Jehova sokururama kwaŋgu, ʋuye neɀokwaɗi iri mandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha ngaatonge marudzi. Nditongei, imi Jehovha, zvakafanira kururama kwangu, Zvakafanira kukwaniswa kwangu, imi Wokumusoro-soro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI ndiye anotonga marudzi avanhu. TENZI ratidzai kuti ndakarurama uye kuti ndiri pachokwadi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha anotonga ndudzi dzavanhu; Nditongei Jehovha sokururama kwangu, uye nezvokwadi zviri mandiri.
Shona 2009?
Jehovha anotonga ndudzi dzavanhu; Nditongei Jehovha sokururama kwangu, uye nechokwadi zviri mandiri.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha anotonga ndudzi dzavanhu; Nditongei Jehovha sokururama kwangu, uye nezvokwadi zviri mandiri.