Psalms 7:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haiwa, kuipa kwaʋakaipa ŋgakugume, asi simbisai wakarurama; Nokuti Mŋari, wakarurama, unoidza mŋoyo netȿo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Haiwa, Mwari akarurama, iyemi munonzvera ndangariro nomwoyo, gumisai kuita nesimba kwavakaipa mugoita kuti vakarurama vagare zvakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uipi hwavakaipa ngaupere, asi vakarurama vabudirire, imi munoedza pfungwa nomwoyo yavanhu, imi Mwari akarurama.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa, kuipa kwavakaipa ngakugume, asi simbisai akarurama; Nokuti Mwari akarurama anoidza mwoyo netsvo.
Shona 2009?
Haiwa, kuipa kwavakaipa ngakugume, asi simbisai akarurama; Nokuti Mwari akarurama anoidza moyo netsvo.
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa, kuipa kwavakaipa ngakugume, asi simbisai akarurama; Nokuti Mwari akarurama anoidza mwoyo netsvo.