Psalms 71:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ʋaʋeŋgi ʋaŋgu ʋanondireʋa; Ʋanogarira mŋeya waŋgu, ʋanoraŋgana,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti vavengi vangu vanotaura zvakaipa pamusoro pangu; avo vakamirira kundiuraya vanorangana pamwe chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti vavengi vangu vanotaura nezvangu, vanotsvaka zvokundiuraya, vanorangana
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti vavengi vangu vanondireva; Vanogarira mweya wangu, vanorangana,
Shona 2009?
Nokuti vavengi vangu vanondireva; Vanogarira mweya wangu, vanorangana,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti vavengi vangu vanondireva; Vanogarira mweya wangu, vanorangana,