Psalms 71:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋaciti: Mŋari wamusiya; Teʋerai, mumuɓate; nokuti hakuna‐uŋgamurwira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanoti, “Mwari amusiya; muteverei mumubate, nokuti hakuna achamununura.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vachiti, “Mwari wamurasa ngatimurondei timubate, nokuti hapana anomununura.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachiti, “Mwari amusiya; Teverai, mumubate; nokuti hakuna ungamurwira.”
Shona 2009?
Vachiti, "Mwari amusiya; Teverai, mumubate; nokuti hakuna ungamurwira."
Shona SUB 2002 Bible
Vachiti, “Mwari amusiya; Teverai, mumubate; nokuti hakuna ungamurwira.”