Psalms 71:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari, regai kuʋa kure neni; Mŋari waŋgu, kurumidzai kundiɓatsira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Regai kuva kure neni, imi Mwari; uyai nokukurumidza, imi Mwari wangu, mundibatsire.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari regai kuva kure neni; Mwari wangu chimbidzai kuzondibatsira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari, regai kuva kure neni; Mwari wangu, kurumidzai kundibatsira.
Shona 2009?
Mwari, regai kuva kure neni; Mwari wangu, kurumidzai kundibatsira.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari, regai kuva kure neni; Mwari wangu, kurumidzai kundibatsira.