Psalms 71:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Aʋo ʋanodziʋisa mŋeya waŋgu ŋgaʋanyadziswe ʋapere; Ʋanotȿaka kundikuʋadza ŋgaʋafukidzwe nokushoʋorwa nokuɀidzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vapomeri vangu ngavaparare vanyadziswe; vaya vanoda kundikuvadza ngavafukidzwe nokusekwa nokunyadziswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanondipa mhosva ngavanyadziswe vaparadzwe. Ngavazadzwe nokushorwa nokunyadziswa vanotsvaka zvokundirwadzisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Avo vanodzivisa mweya wangu ngavanyadziswe vapere; Vanotsvaka kundikuvadza ngavafukidzwe nokushorwa nokuzvidzwa.
Shona 2009?
Avo vanodzivisa mweya wangu ngavanyadziswe vapere; Vanotsvaka kundikuvadza ngavafukidzwe nokushorwa nokuzvidzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Avo vanodzivisa mweya wangu ngavanyadziswe vapere; Vanotsvaka kundikuvadza ngavafukidzwe nokushorwa nokuzvidzwa.