Psalms 71:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicaʋuya namaɓasa anesimba aShe aJehova; Ndicaparidza kururama kwenyu, iko kwenyu kwoga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichauya ndichiparidza mabasa enyu makuru, imi Ishe Jehovha; ndichaparidza kururama kwenyu, iyemi moga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichauya nesimba raTENZI Mwari kuzoparidza ururami hwenyu, hwenyu imi chete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichauya namabasa ane simba aShe aJehovha; Ndichaparidza kururama kwenyu, iko kwenyu kwoga.
Shona 2009?
Ndichauya namabasa ane simba raShe aJehovha; Ndichaparidza kururama kwenyu, iko kwenyu koga.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichauya namabasa ane simba aShe aJehovha; Ndichaparidza kururama kwenyu, iko kwenyu kwoga.