Psalms 71:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mŋari, makandidzidzisa kubva paʋujaya bgaŋgu; Kuȿikira ɀino ndaɗudzira maɓasa enyu anoshamisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kubva pauduku hwangu, imi Mwari, makandidzidzisa, nanhasi uno ndinoparidza mabasa enyu anoshamisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mwari makandidzidzisa kubva pauduku hwangu, kusvikira pari zvino ndinoparidza mabasa enyu anoshamisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mwari, makandidzidzisa kubva paujaya hwangu; Kusvikira zvino ndadudzira mabasa enyu anoshamisa.
Shona 2009?
Mwari, makandidzidzisa kubva paujaya hwangu; Kusvikira zvino ndadudzira mabasa enyu anoshamisa.
Shona SUB 2002 Bible
Mwari, makandidzidzisa kubva paujaya hwangu; Kusvikira zvino ndadudzira mabasa enyu anoshamisa.