Psalms 71:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iyemi makatiratidza maɗambudzo mazhinji akaipa, Ndi’mi mucatiraramisa ɀe, Nokutikwidza ɀe tibve pakudzika kwapasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange imi makandiratidza matambudziko mazhinji uye anorwadza, muchadzosa upenyu hwangu zvakare; kubva kwakadzika kwepasi muchandibudisazve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makandionesa nhamo nepfumvu dzakawanda, muchandimutsazve nokundiburitsa munzvimbo yapasi yakadzika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iyemi makatiratidza madambudzo mazhinji akaipa, Ndimi muchatiraramisazve, Nokutikwidzazve tibve pakudzika kwapasi.
Shona 2009?
Iyemi makatiratidza madambudzo mazhinji akaipa, Ndimi muchatiraramisazve, Nokutikwidzazve tibve pakudzika kwapasi.
Shona SUB 2002 Bible
Iyemi makatiratidza madambudzo mazhinji akaipa, Ndimi muchatiraramisazve, Nokutikwidzazve tibve pakudzika kwapasi.