Psalms 71:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Miromo yaŋgu icafara kwaɀo kana ndicikuimbirai nziyo dzokurumbidza; Nomŋeya waŋgu wamakadzikinura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Miromo yangu ichadanidzira nomufaro pandinokurumbidzai nenziyo, iyeni, wamakadzikinura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Miromo yangu ichapururudza norufaro pandinoimba ndichikurumbidzai uyewo iyeni nokundinunura kwamakaita.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Miromo yangu ichafara kwazvo kana ndichikuimbirai nziyo dzokurumbidza; Nomweya wangu wamakadzikinura.
Shona 2009?
Miromo yangu ichafara kwazvo kana ndichikuimbirai nziyo dzokurumbidza; Nomweya wangu wamakadzikunura.
Shona SUB 2002 Bible
Miromo yangu ichafara kwazvo kana ndichikuimbirai nziyo dzokurumbidza; Nomweya wangu wamakadzikinura.