Psalms 71:24 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rurimi rwaŋgu ʋo rucataura zuʋa rose ɀokururama kwenyu; Nokuti ʋanotȿaka kundikuʋadza ʋanyadziswa, ʋaɀidzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rurimi rwangu ruchataura nezvamabasa enyu akarurama zuva rose, nokuti avo vaida kundikuvadza vanyadziswa uye vakanganiswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rurimi rwangu ruchakurukura zuva rose nezvoururami hwenyu nokuti vaida kundikuvadza vakanyadziswa nokushorwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rurimi rwanguo ruchataura zuva rose zvokururama kwenyu; Nokuti vanotsvaka kundikuvadza vanyadziswa, vazvidzwa.
Shona 2009?
Rurimi rwanguvo ruchataura zuva rose zvokururama kwenyu; Nokuti vanotsvaka kundikuvadza vanyadziswa, vazvidzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Rurimi rwanguo ruchataura zuva rose zvokururama kwenyu; Nokuti vanotsvaka kundikuvadza vanyadziswa, vazvidzwa.