Psalms 71:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakatsigirwa nemi kubva paciɀaro; Ndi’mi makandiɓuɗisa paɗumbu ramai ʋaŋgu; Ndicasikurumbidzai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakazendamira pamuri kubva pakuberekwa kwangu; ndimi makandibudisa mudumbu ramai vangu. Ndicharamba ndichikurumbidzai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakatsamira pamuri kubvira pakuberekwa kwangu, ndimi makanditora munhumbu maamai vangu, ndinoramba ndichingokurumbidzai chete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakatsigirwa nemi kubva pachizvaro; Ndimi makandibudisa padumbu ramai vangu; Ndichakurumbidzai.
Shona 2009?
Ndakatsigirwa nemwi kubva pachizvaro; Ndimi makandibudisa padumbu ramai vangu; Ndichakurumbidzai.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakatsigirwa nemi kubva pachizvaro; Ndimi makandibudisa padumbu ramai vangu; Ndichakurumbidzai.