Psalms 72:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pisarema raSoromoni. Ipai mambo ɀamakatoŋga, Mŋari, Nokururama kwenyu kumŋanakomana wamambo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pisarema raSoromoni. [1] Shongedzai Mambo nokururamisira kwenyu, imi Mwari, mwanakomana wamambo nokururama kwenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kunamatira Mambo Mwari itai kuti mambo ave neruenzaniso rwenyu uye ururami hwenyu kumwana wokumbahuru.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipai mambo zvamakatonga, Mwari, Nokururama kwenyu kumwanakomana wamambo.
Shona 2009?
Ipai mambo zvamakatonga, Mwari, Nokururama kwenyu kumwanakomana wamambo.
Shona SUB 2002 Bible
Ipai mambo zvamakatonga, Mwari, Nokururama kwenyu kumwanakomana wamambo.