Psalms 72:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucanzwira nyasha murombo nomushaiwi, Ucaponesa mŋeya yaʋashaiwi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achanzwira ngoni vasina simba navanoshayiwa, uye achaponesa vanoshayiwa kubva parufu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anonzwira tsitsi akarukutika naasina chaanacho achiponesa vasina chavanacho muupenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Achanzwira nyasha murombo nomushaiwi, Achaponesa mweya yavashaiwi.
Shona 2009?
Achanzwira nyasha murombo nomushaiwi, Achaponesa mweya yavashaiwi.
Shona SUB 2002 Bible
Achanzwira nyasha murombo nomushaiwi, Achaponesa mweya yavashaiwi.