Psalms 72:18 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari, iye Mŋari waIsraeri, ŋgaarumbidzwe, Iye oga unoita ɀinoshamisa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha Mwari ngaarumbidzwe, Mwari waIsraeri, iye oga anoita mabasa anoshamisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
TENZI ngaarumbidzwe Mwari waIsiraeri ndiye oga anoita zvinoshamisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari, iye Mwari waIsiraeri, ngaarumbidzwe, Iye oga anoita zvinoshamisa.
Shona 2009?
Jehovha Mwari, iye Mwari waIsiraeri, ngaarumbidzwe, Iye oga anoita zvinoshamisa.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari, iye Mwari waIsiraeri, ngaarumbidzwe, Iye oga anoita zvinoshamisa.