Psalms 72:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋacakutyai kana zuʋa rici’po, Ʋuye kana mŋedzi uci’po, kuȿikira kumarudzi namarudzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achashinga sokuvapo kwezuva, sokuvapo kwomwedzi, kusvikira kumarudzi ose anotevera,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chero zuva richiri kupenya vanhu ngavakutyei uye chero mwedzi uchiri kuvheneka pazvizvarwa zvose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vachakutyai kana zuva richipo, Uye kana mwedzi uchipo, kusvikira kumarudzi namarudzi.
Shona 2009?
Vachakutyai kana zuva richipo, Uye kana mwedzi uchipo, kusvikira kumarudzi namarudzi.
Shona SUB 2002 Bible
Vachakutyai kana zuva richipo, Uye kana mwedzi uchipo, kusvikira kumarudzi namarudzi.