Psalms 72:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nemisi yake wakarurama ucakura ɀakanaka; Rugare rwakawanda rucaʋa’po, kuȿikira mŋedzi waguma.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamazuva ake vakarurama vachakura zvakanaka; kubudirira kuchawanda kusvikira mwedzi waguma.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panguva yake, ururami ngahutekeshere rugare rudzike midzi kusvikira mwedzi usisipo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nemisi yake akarurama achakura zvakanaka; Rugare rwakawanda ruchavapo, kusvikira mwedzi waguma.
Shona 2009?
Nemisi yake akarurama achakura zvakanaka; Rugare rwakawanda ruchavapo, kusvikira mwedzi waguma.
Shona SUB 2002 Bible
Nemisi yake akarurama achakura zvakanaka; Rugare rwakawanda ruchavapo, kusvikira mwedzi waguma.