Psalms 72:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaɓata ʋushe kubva paguŋgwa kuȿikira paguŋgwa, Nokubva paRwizi kuȿikira kumigumo yapasi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achatonga kubva kugungwa kusvikira kugungwa, uye kubva paRwizi kusvikira kumagumo enyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kutonga kwake ngakubve kune rimwe gungwa kusvika kune rimwe, kubva kurwizi rwaYufuretesi kusvika kwakagumira nyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Achabata ushe kubva pagungwa kusvikira pagungwa, Nokubva paRwizi kusvikira kumigumo yapasi.
Shona 2009?
Achabata ushe kubva pagungwa kusvikira pagungwa, Nokubva paRwizi kusvikira kumigumo yapasi.
Shona SUB 2002 Bible
Achabata ushe kubva pagungwa kusvikira pagungwa, Nokubva paRwizi kusvikira kumigumo yapasi.