Psalms 73:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Pisarema raAsafi. Ɀirokwaɀo Mŋari unoitira Israeri ɀakanaka, Iʋo ʋanemŋoyo yakacena.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pisarema raAsafi. [1] Zvirokwazvo Mwari akanaka kuna Israeri, kuna avo vakachena pamwoyo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rwiyo rwaAsafu. Chokwadi Mwari wakanaka akarurama kuna vakachena mumwoyo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo Mwari anoitira Isiraeri zvakanaka, Ivo vane mwoyo yakachena.
Shona 2009?
Zvirokwazvo Mwari anoitira Isiraeri zvakanaka, Ivo vane moyo yakachena.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo Mwari anoitira Isiraeri zvakanaka, Ivo vane mwoyo yakachena.