Psalms 73:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo ndakanatsa mŋoyo waŋgu pasina, Nokushambidza maʋoko aŋgu ndisinemhoȿa;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo ndakanatsa mwoyo wangu, asi pasina; ndakashamba maoko angu ndisina mhosva, asi pasina.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakachengetera pasina mwoyo wangu wakachena, chandakazvichengetera maoko angu asina chaakabata chakaipa hapana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo ndakanatsa mwoyo wangu pasina, Nokushambidza maoko angu ndisina mhosva;
Shona 2009?
Zvirokwazvo ndakanatsa moyo wangu pasina, Nokushambidza maoko angu ndisina mhosva;
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo ndakanatsa mwoyo wangu pasina, Nokushambidza maoko angu ndisina mhosva;