Psalms 73:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndakatambudzwa zuʋa rose, Ndakaraŋgwa maŋgwanani ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zuva rose ndanga ndichitambudzwa; ndinorangwa mangwanani ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti ndinotambudzwa zuva rose uye ndinorangwa mangwanani oga oga.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndakatambudzwa zuva rose, Ndakarangwa mangwanani ose.
Shona 2009?
Nokuti ndakatambudzwa zuva rose, Ndakarangwa mangwanani ose.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndakatambudzwa zuva rose, Ndakarangwa mangwanani ose.