Psalms 73:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakaramba ndicifuŋga kuti ndiɀinzwisise, Asi ɀakandiremera kwaɀo;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandakaedza kunzwisisa izvi zvose, zvakandiremera kwazvo
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pandakati regai ndiedze kuzvinzwisisa izvi, chakave chinhu chakaomarara kwazvo
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndakaramba ndichifunga kuti ndizvinzwisise, Asi zvakandiremera kwazvo;
Shona 2009?
Zvino ndakaramba ndichifunga kuti ndizvinzwisise, Asi zvakandiremera kwazvo;
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndakaramba ndichifunga kuti ndizvinzwisise, Asi zvakandiremera kwazvo;