Psalms 73:21 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti mŋoyo waŋgu wakacema, Ndakaɓayiwa patȿo dzaŋgu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mwoyo wangu pawakachema uye mweya wangu ukashungurudzika,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pandakanga ndasuruvara, ndabaiwa mwoyo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti mwoyo wangu wakachema, Ndakabayiwa patsvo dzangu.
Shona 2009?
Nokuti moyo wangu wakachema, Ndakabayiwa patsvo dzangu.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti mwoyo wangu wakachema, Ndakabayiwa patsvo dzangu.