Psalms 73:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko kuɗeŋga, kana musi’mi? Napasi hapana‐wandinoɗa kunze kwenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko wandinaye kudenga kana musirimi? Uye nyika haina chandinoshuva kunze kwenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani wangu ari kudenga kusiya imi? Uye hapana chandinoda panyika kusiya imi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko kudenga, kana musimi? Napasi hapana wandinoda kunze kwenyu.
Shona 2009?
Ndianiko kudenga, kana musimi? Napasi hapana wandinoda kunze kwenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko kudenga, kana musimi? Napasi hapana wandinoda kunze kwenyu.