Psalms 73:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndirini, kusweɗera pedyo ari ndiɀo ɀinondifadza; Ishe Mŋari ndakamuita nhare yaŋgu, Kuti ndiparidze maɓasa enyu ose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi kana ndirini, zvakanaka kuva pedyo naMwari. Ndakaita Ishe Jehovha utiziro hwangu; ndichataura zvamabasa enyu ose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chakandinakira ini kugara padyo naMwari. Mwari ndiye wandakaita wokupotera naye kuti ndiparidze mabasa enyu ose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndirini, kuswedera pedyo naye ndizvo zvinondifadza; Ishe Mwari ndakamuita nhare yangu, Kuti ndiparidze mabasa enyu ose.
Shona 2009?
Kana ndirini, kuswedera pedo naye ndizvo zvinondifadza; Ishe Mwari ndakamuita nhare yangu, Kuti ndiparidze mabasa enyu ose.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndirini, kuswedera pedyo naye ndizvo zvinondifadza; Ishe Mwari ndakamuita nhare yangu, Kuti ndiparidze mabasa enyu ose.