Psalms 73:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ndakaŋga ndicigoɗora ʋanamanyawi, Pakuʋona kwaŋgu kufara kwaʋakaipa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti ndakaitira shanje vanozvikudza, pandakaona kubudirira kwavakaipa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti ndaive neshanje navanozvitutumadza pandakaona kubudirira kwavakaipa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti ndakanga ndichigodora vana manyawi, Pakuona kwangu kufara kwavakaipa.
Shona 2009?
Nokuti ndakanga ndichigodora vana manyawi, Pakuona kwangu kufara kwavakaipa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti ndakanga ndichigodora vana manyawi, Pakuona kwangu kufara kwavakaipa.