Psalms 73:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti haʋatambudziki pakufa kwaʋo; Asi muʋiri waʋo unesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Havatambudziki; miviri yavo ino utano uye vakasimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokuti havana chinovarwadza, miviri yavo yakasimba kuti gwindiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti havatambudziki pakufa kwavo; Asi muviri wavo une simba.
Shona 2009?
Nokuti havatambudziki pakufa kwavo; Asi muviri wavo une simba.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti havatambudziki pakufa kwavo; Asi muviri wavo une simba.