Psalms 73:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Saka kuɀikudza kwaʋo kwakafanana noruketani pamitsipa yaʋo; Kumanikidza kunoʋafukidza seŋguʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo kuzvikudza ndiko ruketani rwemitsipa yavo; vanozvishongedza nechisimba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nokudaro kuzvitutumadza ndicho chishongo chavo chomumutsipa. Kuita zvechisimba ndiyo hanzu yavo yavanopfeka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Saka kuzvikudza kwavo kwakafanana noruketani pamitsipa yavo; Kumanikidza kunovafukidza senguo.
Shona 2009?
Saka kuzvikudza kwavo kwakafanana noruketani pamitsipa yavo; Kumanikidza kunovafukidza senguvo.
Shona SUB 2002 Bible
Saka kuzvikudza kwavo kwakafanana noruketani pamitsipa yavo; Kumanikidza kunovafukidza senguo.