Psalms 74:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rwiyo rweMashiri rwaAsafi. Haiwa Mŋari, makatirashireiko nokusiŋgaperi? Hasha dzenyu dzinopfuŋgairira makwai amafuro enyu nemhaka yeiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Masikiri raAsafi. [1] Haiwa Mwari, makatirambireiko nokusingaperi? Kutsamwa kwenyu kwapfungairireiko pamusoro pamakwai anofudzwa nemi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munamato wokukumbira kununurwa kwenyika Mwari makatirasireiko zvachose munovirukirireiko nehasha hwai dzedanga renyu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Haiwa Mwari, makatirashireiko nokusingaperi? Hasha dzenyu dzinopfungairira makwai amafuro enyu nemhaka yeiko?
Shona 2009?
Haiwa Mwari, makatirashireiko nokusingaperi? Hasha dzenyu dzinopfungairira makwai amafuro enyu nemhaka yeiko?
Shona SUB 2002 Bible
Haiwa Mwari, makatirashireiko nokusingaperi? Hasha dzenyu dzinopfungairira makwai amafuro enyu nemhaka yeiko?