Psalms 74:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kunyaŋge ɀakaɗaro Mŋari ndiye Mambo waŋgu kubva kare, Iye unoɓata maɓasa okuponesa pakati penyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi imi, iyemi Mwari, ndimi mambo wangu kubva nakare; imi munouyisa ruponeso panyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Mwari Mambo wangu ndewopasichigare, ndimi munonunura mukati menyika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kunyange zvakadaro Mwari ndiye Mambo wangu kubva kare, Iye anobata mabasa okuponesa pakati penyika.
Shona 2009?
Kunyange zvakadaro Mwari ndiye Mambo wangu kubva kare, Iye anobata mabasa okuponesa pakati penyika,
Shona SUB 2002 Bible
Kunyangwe zvakadaro Mwari ndiye Mambo wangu kubva kare, Iye anobata mabasa okuponesa pakati penyika.