Psalms 74:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makapamura guŋgwa nesimba renyu; Makaputsa misoro yeɀikara ɀeguŋgwa mumvura.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndimi makaganhura gungwa napakati nesimba renyu; makaputsa misoro yechikara chomumvura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makaganhura gungwa nesimba renyu mukadimbura misoro yezigaranyanya mumvura.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makapamura gungwa nesimba renyu; Makaputsa misoro yezvikara zvegungwa mumvura.
Shona 2009?
Makapamura gungwa nesimba renyu; Makaputsa misoro yezvikara zvegungwa mumvura.
Shona SUB 2002 Bible
Makapamura gungwa nesimba renyu; Makaputsa misoro yezvikara zvegungwa mumvura.