Psalms 74:14 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaputsanya misoro yeŋgwena, Makaipa ʋanhu ʋagere murenje kuti iʋe nyama yaʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndimi makapwanya misoro yaRevhiatani, mukamuita chokudya chezvisikwa zvomugwenga.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makapwanya misoro wengwena; makaipa sechokudya kuzvikara zvomurenje.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makaputsanya misoro yengwena, Makaipa vanhu vagere murenje kuti ive nyama yavo.
Shona 2009?
Makaputsanya misoro yengwena, Makaipa vanhu vagere murenje kuti ive nyama yavo.
Shona SUB 2002 Bible
Makaputsanya misoro yengwena, Makaipa vanhu vagere murenje kuti ive nyama yavo.