Psalms 74:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndimi makatara miganho yose yapasi; Ndimi makaita zhezha necando.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndimi makatara miganhu yose yenyika; mukaita zvose zhizha nechando.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makaisa miganho yenyika, ndimi makaisa zhizha nechirimo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndimi makatara miganho yose yapasi; Ndimi makaita zhizha nechando.
Shona 2009?
Ndimi makatara miganho yose yapasi; Ndimi makaita munakamwe nechando.
Shona SUB 2002 Bible
Ndimi makatara miganhu yose yapasi; Ndimi makaita zhizha nechando.