Psalms 74:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋadziʋisi ʋenyu ʋakanduruma pakati peʋuŋgano yenyu; Ʋakamisa mireza yaʋo ɀiʋe ɀiratidzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vavengi venyu vakaomba panzvimbo yamakasangana nesu; vakamisa mireza yavo sechiratidzo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vavengi venyu vakadzvova mukati menzvimbo yenyu yokusanganira, vakamisa mireza yavo sechiratidzo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vadzivisi venyu vakanduruma pakati peungano yenyu; Vakamisa mireza yavo zvive zviratidzo.
Shona 2009?
Vadzivisi venyu vakanduruma pakati peungano yenyu; Vakamisa mireza yavo zvive zviratidzo.
Shona SUB 2002 Bible
Vadzivisi venyu vakanduruma pakati peungano yenyu; Vakamisa mireza yavo zvive zviratidzo.