Psalms 74:9 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Haticaʋoni ɀiratidzo ɀeɗu; Hapacino‐muprofita; Pakati peɗu hapanomunhu unoziʋa kuti ɀicaȿikira rini.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hatichaoni zviratidzo zvinoshamisa; hakuna muprofita akasara, pakati pedu hapana munhu anoziva kuti zvicharamba zvakadaro kusvikira rini.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hatichambooni zvishamiso zvedu; hatichina muporofita. Hapana anoziva kuti zvichatora nguva yakadii.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Hatichaoni zviratidzo zvedu; Hapachina muporofita; Pakati pedu hapana munhu anoziva kuti zvichasvikira rini.
Shona 2009?
Hatichaoni zviratidzo zvedu; Hapachina muporofita; Pakati pedu hapana munhu anoziva kuti zvichasvikira rinhi.
Shona SUB 2002 Bible
Hatichaoni zviratidzo zvedu; Hapachina muporofita; Pakati pedu hapana munhu anoziva kuti zvichasvikira rinhi.