Psalms 75:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakati kunaʋanamanyawi: Regai kuita namanyawi; Nokunaʋakaipa: Regai kusimudza runyaŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuna vanozvikudza ndinoti, ‘Regai kuzvikudzazve,’ uye kuna vakaipa, ndinoti, ‘Regai kusimudza nyanga dzenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinoti kuna vanozvikudza, “Musazvikudze” kuvakaipa ndinoti, “Musasimudze musoro.”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakati kuna vana manyawi, ‘Regai kuita namanyawi;’ Nokuna vakaipa, ‘Regai kusimudza runyanga.’
Shona 2009?
Ndakati kuna vanamanyawi, `Regai kuita namanyawi;' Nokuna vakaipa, `Regai kusimudza runyanga.'
Shona SUB 2002 Bible
Ndakati kuna vana manyawi, ‘Regai kuita namanyawi;’ Nokuna vakaipa, ‘Regai kusimudza runyanga.’