Psalms 75:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti kunyaŋge kumaɓuɗazuʋa, kana kumaʋirira, Kana kurenje, hakuzi ikoko kunobva kukudzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Hakuna munhu anobva kumabvazuva kana kumavirira, kana anobva kugwenga angasimudzira munhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kusimudzirwa hakubvi kumabvazuva kana kumadokero kana kubva kugwenga,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti kunyange kumabudazuva, kana kumavirira, Kana kurenje, hakuzi ikoko kunobva kukudzwa.
Shona 2009?
Nokuti kunyange kumabudazuva, kana kumavirira, Kana kurenje, hakuzi ikoko kunobva kukudzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti kunyangwe kumabudazuva, kana kumavirira, Kana kurenje, hakuzi ikoko kunobva kukudzwa.