Psalms 76:10 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, kutsamŋa kwaʋanhu kucakurumbidzai; Munoɀisuŋga ciʋuno nokutsamŋa kwakasara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo hasha dzenyu pamusoro pavanhu dzinokuvigirai kurumbidzwa, uye vanosara pahasha dzenyu vachadziviswa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kushatirwa kwavanhu kunozoperera mukukurumbidzai, vanenge vasara netuhasha twavo munovaunganidza zvenyu kwamuri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, kutsamwa kwavanhu kuchakurumbidzai; Munozvisunga chiuno nokutsamwa kwakasara.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, kutsamwa kwavanhu kuchakurumbidzai; Munozvisunga chiuno nokutsamwa kwakasara.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, kutsamwa kwavanhu kuchakurumbidzai; Munozvisunga chiuno nokutsamwa kwakasara.