Psalms 76:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi munokubginya, makanaka kwaɀo, Kupfuʋura makomo eɀakapambga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi makashongedzwa nechiedza, kupfuura makomo akapfuma nemhuka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mbiri yenyu yaishamisa zvisingatauriki pamakomo ehuhombarume hwenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi munokubwinya, makanaka kwazvo, Kupfuura makomo ezvakapambwa.
Shona 2009?
imwi munokubwinya, makanaka kwazvo, Kupfuura makomo ezvakapambwa.
Shona SUB 2002 Bible
Imi munokubwinya, makanaka kwazvo, Kupfuura makomo ezvakapambwa.