Psalms 76:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi, iyemi, munofanira kutyiwa; Ndianiko uŋgamira pamberi penyu kana matsamŋa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi moga ndimi munofanira kutyiwa. Mukatsamwa, ndianiko angamira pamberi penyu?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi imi, munotyisa zvakanyanya, ndiani angamire pamuri kana maviruka nehasha?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi, iyemi, munofanira kutyiwa; Ndianiko angamira pamberi penyu kana matsamwa?
Shona 2009?
Imi, iyemi, munofanira kutyiwa; Ndianiko angamira pamberi penyu kana matsamwa?
Shona SUB 2002 Bible
Imi, iyemi, munofanira kutyiwa; Ndianiko angamira pamberi penyu kana matsamwa?