Psalms 76:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makanzwisa ʋanhu kutoŋga kwenyu kucibva kuɗeŋga; Pasi pakatya, pakanyarara,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Muri kudenga makazivisa kutonga kwenyu, uye nyika yakatya ikanyarara,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi makatonga muri kudenga nyika yakatya ikati zii kunyarara,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makanzwisa vanhu kutonga kwenyu kuchibva kudenga; Pasi pakatya, pakanyarara,
Shona 2009?
Makanzwisa vanhu kutonga kwenyu kuchibva kudenga; Pasi pakatya, pakanyarara,
Shona SUB 2002 Bible
Makanzwisa vanhu kutonga kwenyu kuchibva kudenga; Pasi pakatya, pakanyarara,