Psalms 77:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kumutuŋgamiriri wokuimba; nomutoʋo waJedutuni. Pisarema raAsafi. Ndicaɗana kunaMŋari nenzwi raŋgu; Kunaiye Mŋari nenzwi raŋgu, ucarerekera nzeʋe yake kwandiri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kumutungamiri wokuimba zveJedhutuni. Pisarema raAsafi. [1] Ndakadanidzira kuna Mwari kuti andibatsire; ndakadana kuna Mwari kuti andinzwe.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munamato kuna Mwari ane tsitsi kana zvinhu zvaipa Ndinoridza mhere kuna Mwari, mhere kuna Mwari kuti andinzwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichadana kuna Mwari nezwi rangu; kuna iye Mwari nezwi rangu, acharerekera nzeve yake kwandiri.
Shona 2009?
Ndichadana kuna Mwari nenzwi rangu; kuna iye Mwari nenzwi rangu, acharerekera nzeve yake kwandiri.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichadana kuna Mwari nezwi rangu; kuna iye Mwari nezwi rangu, acharerekera nzeve yake kwandiri.