Psalms 77:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicareʋa ɀakaitwa naJehova; Nokuti ndicaraŋgarira ɀishamiso ɀenyu ɀakare.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndicharangarira mabasa aJehovha; hongu, ndicharangarira zvishamiso zvenyu zvakare kare.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinoyeuka zviito zvaMwari. Hongu ndinorangarira zviito zvenyu zvepasichigare.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichareva zvakaitwa naJehovha; Nokuti ndicharangarira zvishamiso zvenyu zvakare.
Shona 2009?
Ndichareva zvakaitwa naJehovha; Nokuti ndicharangarira zvishamiso zvenyu zvakare.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichareva zvakaitwa naJehovha; Nokuti ndicharangarira zvishamiso zvenyu zvakare.