Psalms 77:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndicafuŋgisisa ʋo ɓasa renyu rose, Nokuraŋgarira ɀamakaita.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndichafungisisa pamusoro pamabasa enyu ose, uye ndicharangarira mabasa enyu makuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndichanyatsofungisisa mabasa enyu ose. Ndigozvibvunzurudza nezvamabasa enyu esimba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndichafungisawo basa renyu rose, Nokurangarira zvamakaita.
Shona 2009?
Ndichafungisawo basa renyu rose, Nokurangarira zvamakaita.
Shona SUB 2002 Bible
Ndichafungisawo basa renyu rose, Nokurangarira zvamakaita.